[male vocals] Pazuva
rawakazvarwa
wakasiiwa,
Tambo
isina
kuguurwa,
mvura
yekugeza
usina.
hapana
akakufukidza,
hapana
akakunzwira
tsitsi.
wakakandwa
parenje,
Uri
muropa
rako,
vanhu
wakakupfuura,
ASI
ini
handina
kupfuura.
Ndakati
rarama!",
Mwana
wangu
rarama!".
ndikati
ropa
rako
harisi
magumo
AKO!
Ndichiri
kurangarira...
pawakanga
usina
chinhu
ndini
ndakakutora,
pawakanga
wakashama
ndini
ndakakufukidza
ndini
ndakakutora
Zita,
ASI
nhasi
wandikanganwa.
ndichiri
kurangarira ..
mazuva
AKO
mazuva
awaive
muropa,
ndikakuti
Rarama!,
ASI
wakundikanganwa.
ndakakuwedzera
sembeu
yesango,
ukakura
akasimba
rwunako
rwako
rwukabuda
ukava
mhandara
yakaisvonaka.
Ndakapfuura
zvakare
ndikakuona
nguva
yako
yerudo
yasvika,
ndakatambanudza
mupendero
wangu
pamusoro
Palo
ndakakufukidza
kushama
kwako.
Ndakaita
sungano
newe,
ndikati
iwe
Wawa
wangu."
Ndakakushambidza
nemvura
ndikabvisa
ropa
rakange
rakakunamatira
pauri
ndikakuzodza
namafuta.
Ndakakupfekedza
zvipfeko
zvakanaka
ndikakushongedza
me
gorodhe
me
sirivha
ndikaisa
zvishongo
pamaoko
AKO,
mhete
panzeve
dzako,
korona
pamusoro
Palo,
ndakakupa
chingwa,
huchi
namafuta
ukadya
ukaguta.
Rwunako
rwako
rwakasvika
kumarudzi,
vanhu
wakakutarisa
wakashamiswa,
ASI
wakatanga
kuzvi
vimba
nerunako
rwako
ukakanganwa
Kuti
ndiani
akakupa
runako.
Ndakakupa
zvese...
ASI
wakandipei
Ndakakupa
hupenyu...
Iwe
ukapa
vamwe
Moyo
wako
Ndakakufukidza...
iwe
ukashama
pamberi
pezvidhori.
Ndakakupa
gorodhe
me
sirivha
owe
ukazvishandura
kuva
vamwari
wenhema.
Ndakakuto
rarama..
pawakanga
Uri
muropa,
ASI
wakakanganwa
mazuva
awakanga
usina
chinhu.
Haiiwa
ko
wakakanganwa
here?
Pawakanga
Uri
Pasi
ndiani
akakutora
Pawakanga
usina
munhu,
ndiani
akati
rarama?
Pawakanga
usina
Zita ,
ndiani
akakupa
Zita?
Pawakanga
usina
zvipfeko ,
ndiani
akakufukidza?
Pawakanga
usinakudya
ndiani
akakupa
chingwa.
Sei
zvino
zvawakapiwa
zvave
zvinhu
zvaunoshandisa
kumupandukira?
Wakatopa
goridhe
rangu
ukagafzora
zvifananidzo ,
wakatora
mafuta
angu
ukazvidira
pamberi
pezvidhori,
wakatora
chingwa
chandakakupa,
huchi
namafuta
ukazviisa
patafura
yaMwari
wenhema!
ASI
zvinorwadza
kupfuura
zvose
Wakatora
Vana
wavakabereka,
ukavapa
Kuma
vamwari
wenhema
Vana
zvipo
zvandakaisa
mumaoko
AKO
ukasvika
pakuvapinza
mumoto.
Haiiwa ...
Wakukanganwa
here?
Wakakanganwa
mazuva
AKO
ekuyanga,
wakakanganwa
ropa
rako,
wakakanwa
Kuti
wakabva
kupi?
Ndichiri
kurangarira...
mazuva
awakanga
Uri
muropa.
Ndichiri
kurangarira
pawakanga
usina
anokuda
pandakakuti
rarama!
Ndakakutora
kubva
murenje,
ndakakupa
chiremerera,
ndakakupa
hupenyu,
ndakakupa
zvese,
ASI
iwe
wakandikanganwa.
Usakanganwe
pawakabva
Usakanganwe
Naoki
akakutora.
Usakanganwe
izwi
rakati
rarama!.
Nokuti
runako
rwunopera,
goridhe
rwunopera,
zvinhu
zvose
zvichapera.
ASI
usakanganwe
iye
akakuwana
uri
muropa
rako
akakuti
Rarama!
ASI
nhasi
Moyo
arikuchema
nekuti
Mwana
wandakaponesa ,
wandikanganwa.
Uri
muropa
rako
ndakati
rarama!
Nazvino
ndinoti
Rarama!!!
Sir
Chaxi!!
Rarama!!
Mwari
akawana
iwe
wakasiiwa
murenje
uri
muropa
rako,
pasina
anokuda.