I want to do afro pop with instrument with marimba and mbira a shona song with my lyrics
Aaaah aaah ah yeah yeah ndini ChuChu WeMa yeah
Murume wangu anogara kundipopotera pasina chandatadza anondipopotera
Anondirova ndofenda ndomuka kwa Dhokotera
Ma problems pamba pangu azondimomotera
Kukwira gomo vakuru vanoti kupotera, ndapira nyaya yangu kuvakuru ndapotera
Chorus
Ini ndaneta aiwa ndaneta ndaneta kani kushungurudzwa ndaneta
Ndombogaya kuvhaya ndotuta twangu twese ndovhaya
Ndaneta kani kushungurudzwa aiwa ndanetaaa
Second verse
Akabuda mumba mangwana aozodzoka kumba mangwana kwaedza
Kana aripamba vana havana mufaro
Kana aripamba anondishandisira nharo