(Heee!
Pamberi!)
Ndinotenda,
ndinotenda! (
Heee,
heee,
heee!)
Kubata
kwenyu
kunoshamisa,
Mwari
wangu
Dururai
nyasha,
Tenzi
wangu,
pamusoro
pangu
Ndaona
nyasha
muupenyu
hwangu,
Tenzi
wangu
Makandipa
nyasha,
Ishe,
pamazuva
ese
ehupenyu
hwangu
Ndinoda
nyasha,
Tenzi
wangu,
nguva
dzose
Nekuti
kubata
kwenyu
kunoshamisa,
Mwari
Nekuti
muri
mupenyu,
munorarama
muupenyu
hwangu
Ndimi
mwari
wevazhinji,
ndimi
mwari
wangu
Dururai
nyasha,
Tenzi
wangu,
pamusoro
pangu
Ndaona
nyasha
muupenyu
hwangu,
Tenzi
wangu
Makandipa
nyasha,
Ishe,
pamazuva
ese
ehupenyu
hwangu
Ndinoda
nyasha,
Tenzi
wangu,
nguva
dzose
Kubata
kwenyu
kunoshamisa,
Mwari
wangu
Nekuti
muri
mupenyu,
munorarama
muupenyu
hwangu
Mhuri
yamunenge
mandipa,
ndiyo
nyasha,
Mwari
wangu
Ndinonyatsomuona
nyasha,
ndichidazve
nyasha,
Mwari
wangu
Kubata
kwenyu
kunoshamisa,
Mwari
wangu
Nekuti
muri
mupenyu,
mhuri
irikutokura
Pashina
hurwere,
pasina
zvipingamupinyi
Idzi
ndidzo
nyasha,
Mwari
wangu
Ndinotenda
Mwari,
ndinotenda
muupenyu
hwangu
Ndinotenda
nemhuri
yangu,
ndinotenda
nezvose
Dururai
nyasha,
Tenzi
wangu,
pamusoro
pangu
Ndaona
nyasha
muupenyu
hwangu,
Tenzi
wangu
Makandipa
nyasha,
Ishe,
pamazuva
ese
ehupenyu
hwangu
Ndinoda
nyasha,
Tenzi
wangu,
nguva
dzose
Kubata
kwenyu
kunoshamisa,
Mwari
wangu
Nekuti
muri
mupenyu,
munorarama
muupenyu
hwangu (
Hee,
vimbai
naMwari) (
Thompson
Music 2026,
tiri
mberi!)
Nyasha
dziripo,
nyasha
dzinotipa
simba
Nyasha
dziripo,
nyasha
dzinotipa
simba
Nguva
dzose,
mazuva
ose,
hatichatyi
Nekuti
Tenzi
aripo,
anoramba
achitichengeta
Nyasha
dzake
dzinoramba
dzichiyerera
Sero
nedege,
mhuri
yangu
yose,
yofara!
Dururai
nyasha,
Tenzi
wangu,
pamusoro
pangu
Ndaona
nyasha
muupenyu
hwangu,
Tenzi
wangu
Makandipa
nyasha,
Ishe,
pamazuva
ese
ehupenyu
hwangu
Ndinoda
nyasha,
Tenzi
wangu,
nguva
dzose
Kubata
kwenyu
kunoshamisa,
Mwari
wangu
Nekuti
muri
mupenyu,
munorarama
muupenyu
hwangu
Dururai
nyasha,
Tenzi
Ndinotenda,
ndinotenda
Thompson
Music, 2026
zvichanakidza!
Nyasha
dzatishamisa,
Mwari
wangu
Nyasha
dzatishamisa,
Mwari
wangu (
Heee!
Pamberi!)
Ndinotenda,
ndinotenda! (
Heee!
Pamberi!)
Ndinotenda,
ndinotenda! (
Heee!
Pamberi!)
Ndinotenda,
ndinotenda!