Frobits
🎵 A song made on Frobits

Mama's Heart

0:000:00
Download
Reply with a song
Lyrics

[male

vocals] (

Ayy,

yoh) "

Flevaaaaa

forever

The

black

conciousness

movenent,

C.

Y.

B.

S,

Dj

Kamba

kamba

on

the

ridim"

Verse: "

Ndakanyora

tsamba,

kuna

amai,

ndikawana

basa

ndichauya,

Vakadini

ambuya,

nevazukuru,

ndichavatumira

dziri

hukuku

dzekufuya

Zvamainditi

dzidza,

ndichitiza,

ndichifurirwa

nakodza

na

fidza,

Chikoro

vakapedza

vachindinyengedza,

zvataironga

zvese

nhasi

vandiridza" : "

Ndovaitireiko,

ndovafadza

neiko,

Ndigozokwanisa

kuvadadisa

amai,

Zvichanakarini,

ichakwana

rinhi

nguva

Ndigozokanisa

kuvachengeta

ama: "

Zvinhu

zvichanaka

mwanangu,

ukawanabasa

ndoziva

uchatumira,

Usanyanyosuwa

kanhai

Ukawana

nguva

ndoziva

uchauya,

Zvinhu

zvichanaka

mwanangu,

ukawanabasa

ndoziva

uchatumira,

Usanyanyosuwa

kanhai

Ukawananguva

ndoziva

uchauya" "

Zvandiri

musango,

musina

hama,

munevatorwa,

vasina

rudo

Sisi

mai

kudzi

namai

fadzi,

mutovaudza

vasanyanyo

gaya,

Karen

arisei,

Chikoro

chirisei,

uniform

nema

book,

ndini

ndichatumira,

Ndinoti

sorry

kuna

baba,

kana

ndakatadza

Fleva

ndichadzoka : "

Ndovaitireiko,

ndovafadza

neiko,

Ndigozokwanisa

kuvadadisa

amai,

Zvichanakarini,

ichakwana

rinhi

nguva

Ndigozokanisa

kuvachengeta

amai" : "

Zvinhu

zvichanaka

mwanangu,

ukawanabasa

ndoziva

uchatumira,

Usanyanyosuwa

kanhai

Ukawana

nguva

ndoziva

uchauya,

Zvinhu

zvichanaka

mwanangu,

ukawanabasa

ndoziva

uchatumira,

Usanyanyosuwa

kanhai

Ukawananguva

ndoziva

uchauya" : "

Ndakanyora

tsamba,

kuna

amai,

ndikawana

basa

ndichauya,

Vakadini

ambuya,

nevazukuru,

ndichavatumira

dziri

hukuku

dzekufuya

Zvamainditi

dzidza,

ndichitiza,

ndichifurirwa

nakodza

na

fidza,

Chikoro

vakapedza

vachindinyengedza,

zvataironga

zvese

nhasi

vandiridza"

On

Maposa:

The

black

More songs by Francis Listen to songs created by others
FROBITS