Frobits
🎵 A song made on Frobits

Kukunda kwaThompson

0:000:00
Download
Make your own song
Lyrics

[male

vocals] (

Solo

guitar

weaving

intricate

melodic

lines) (

Percussion

kicks

in

with

a

steady

mid-tempo

rhumba

groove)

Ah,

Thompson

music 2026

production!

Ndinimwanawenyu,

Mwari

wangu

Ndauya

pamberi

penyu,

ndichikumbira

Kandaiwo

fevha,

aiwa

aiwa

aiwa

Mwari

wangu,

varikumba

vakatarisira

inini

Ndokuti

varare

vadya,

ndini

ndiri

mubani

Ininiwo

ndakatarisira

imimi

chete

Ndikakuita

pakushava

kwangu

Ndokuti

vafare

uye

vadyewo

mumba

Mwari

mukakomborera

chete,

tsoro

dzangu

ndahwina

Handidi

vana

vagoziva

zvichinge

zvaita

Ndongozoonekwa

ndasvikakumba

ndakaguguchira

Zvinovapa

mufaro

nekuguta

Kandaiwo

fevha,

Mwari

wangu

Ndirikuneta

nematanho

endaramo

Imi

moga

ndimi

muchengeti

wangu

Kandaiwo

fevha,

ndiwane

mukana

Kuti

mhuri

yangu

irarame

zvakanaka

Thompson

music 2026,

mwari

vachavhura

Kana

mukandikomborera,

zvamunenge

mandipa

Itaiwo

ndisazoparadza,

ndichengete

pfuma

Tarisai

nzira

dzirikurema,

madhiri

arikukuvhara

Musoro

wototenderera,

handichatozivi

kwekuenda

Mwari

wangu,

pamwe

murikunditonga

zvitema

Zva

vakaita

kare,

musanditarise

zvakadaro

Kana

imimi

mukasandivhurira,

ndinopinda

nepapi?

Kandaiwo

fevha,

Mwari

wangu

Ndirikuneta

nematanho

endaramo

Imi

moga

ndimi

muchengeti

wangu

Kandaiwo

fevha,

ndiwane

mukana

Kuti

mhuri

yangu

irarame

zvakanaka

Thompson

music 2026,

mwari

vachavhura (

Guitar

solo

bridge,

building

intensity)

Zvirikunetsa,

ndoziva

Asi

imimi

muri

padhuze

Ndichamira

zvakasimba

Nekuti

ndiziva

imimi

muri

neni

Mwari

wangu,

ndipe

simba

Ndinimwanawenyu,

ndinotenda

nemweya

Kuti

mazuva

achauya,

ndichapupura

zvamaita

Hupenyu

huno,

unoda

moyo

murefu

Ndichiramba

ndichishingirira,

ndichivimba

nemi

Thompson

music 2026,

tiri

kuenda

mberi

Kandaiwo

fevha,

Mwari

wangu

Ndirikuneta

nematanho

endaramo

Imi

moga

ndimi

muchengeti

wangu

Kandaiwo

fevha,

ndiwane

mukana

Kuti

mhuri

yangu

irarame

zvakanaka

Thompson

music 2026,

mwari

vachavhura

Mwari

vachavhura...

Kandaiwo

fevha...

Thompson

music 2026

production...

Zvakwana,

zvaitika,

ndatenda.

More songs by Great Listen to songs created by others
FROBITS