[male vocals] NYIKA
INOVAKWA
NEVENE
VAYO!!
Nyika
yedu
yakachema…
Pasi
payo
pakanyorova
neropa
remagamba
edu
Vamwe
vakarara
vasingaoni
Zimbabwe
yavaishuvira—
asi
hope
dzavo
dzakasara
mumaoko
edu.
Kana
tikasavaka,
ndiani
achavaka?
Kana
tikasasimudza
nyika,
ndiani
achaisimudza?
Migwagwa
yakaputsika,
mabasa
asipo,
hope
dzevana
dziri
kupera—
asi
hatizoregi!
Tichasimuka
kubva
mumadota,
tichagadzirisa
zvakaputsika,
tichavaka
maindasitiri,
zvikoro,
zvipatara
nemabasa.
Hakuna
mwana
achasiiwa
shure.
Nekuda
kweavo
vakafa
vachitenda
mangwana,
ticharamba
takamira.
Zimbabwe
haisi
nzvimbo
chete—
ndiyo
nhaka
yedu,
ropa
redu,
musha
vevana
vedu.
Nyika
inovakwa
nevene
vayo
Kana
tikakundikana
inoputswa
nevene
vayo
ASI
ISU
tichavaka!!
Kusvika
Zimbabweyasimuka
nesimba
zvakare,
Zimbabwe
ndeyedu
Zimbabwe
ndeye
vabereki
vedu
Zimbabwe
ndeye
vabereki
vachauya
Ngativake
nyika
yedu
Nyika
inovakwa
nevene
vayo
ISU
ndisu
venue
vayo!
Tichavaka
mangwana
nhasi
nesimba
nerudo,
nekubatana!
Zimbabwe
yakange
yakarara
ASI
zvino
yamuka!
Hofori
yakange
yakarara,
SIMUKA
Zimbabwe!
Mwana
wese
kumabasa,
Minda
eye
ibereke,
ma
factory
ese
abudirire,
Zimbabwe
yese
isimuke.
Nyika
inovakwa
nevene
vayo.
Tichavaka
kusvika
Chino
chazadziswa
Zimbabwe
SIMUKA!
Tinorangarira
vakafira
nyika
vakasiya
ropa
ravo
panhaka
iyi,
hatizorasi
chiroto
Chavo
Kuti
chief,
tichachichengetedza
nemabasa
emaoko
edu.
Kubva
kumaruva
kusvika
kumaguta
Kubva
kuminda
kusvika
kumafekitari
Kubva
mumugwagwa
kusvika
kumatenga,
Zimbabwe
imwe
vanhu
vamwe
Forward
ever
vision 2030
Sir
Chaxi!
Nyika
inovakwa
nevene
vayo!