Yeeeee yeee CALL AWAY MOTORS
MUSIC FACTORY PRODUCTION
NGONIDZASHE KAGORO
Ehe, Mwari ropafadzai vabereki vedu
ABISHA MAZOYO NA JOSEPHINE MAKOCHA
Tinotenda Ishe, hallelujah
Makashanda nesimba kuti tikure
Muchinyengetera mazuva ose
Misodzi yenyu yakatipa simba
Nhasi tinosimudza maoko tichitenda
Mwari ropafadzai vabereki vedu
SEKURU MAZOYO NA MBUYA MAZOYO
Vapei hupenyu hurefu huzere mufaro
Nekuti rudo rwavo rwakavakwa nemwi
Tinoti makorokoto, tinotenda zvikuru
Kutonhora kwese makakutsungirira
Kuti isu vana tikure zvakanaka
Ishe tapfugama nhasi tichikumbira
Vadururirei makomborero ekudenga
Mwari ropafadzai vabereki vedu
SEKURU MAZOYO NA MBUYA MAZOYO
Vapei hupenyu hurefu huzere mufaro
Nekuti rudo rwavo rwakavakwa nemwi
Tinoti makorokoto, tinotenda zvikuru
Tinotenda vabereki
CALL AWAY MOTORS
MUSIC FACTORY PRODUCTION
BABA ANNAMOLLY
Ehe, amen