Ndasuwa chinya kare ndasuwa kumusha kwangu kwa chokodza kwatai fudzira mombe kubhita kwatai gezera kuna save kumangondo kwachitende nekwaa james ndasuwakuenda kunhororiya kisimusi tai dyira pa Muteke ×2